Johane 11:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Munhu anogara akabatana neni uye anotenda mandiri haazombofa. Unotenda here izvi?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Mumŋe nomumŋe uri mupenyu, unotenda kwandiri, haaŋgatoŋgofi. Unotenda iɀoɀo here? See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 “Mumwe nomumwe ari mupenyu, anotenda kwandiri, haangatongofi. Unotenda izvozvo here?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Munhu anogara akabatana neni uye anotenda mandiri haazombofa. Unotenda here izvi?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Munhu anogara akabatana neni uye anotenda mandiri haazombofa. Unotenda here izvi?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 uye ani naani anorarama uye anotenda mandiri haangatongofi. Unotenda here izvi?” See the chapter |