Johane 11:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Marita akati kwaari, “Ndinoziva kuti achamukazve pakumuka, pazuva remhedziso.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Marta akati kwaari: Ndinoziʋa kuti ucamuka ɀe pakumuka nezuʋa rokupedzisira. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Marita akati kwaari, “Ndinoziva kuti achamukazve pakumuka nezuva rokupedzisira.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Marita akati kwaari, “Ndinoziva kuti achamukazve pakumuka, pazuva remhedziso.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Marita akati kwaari, “Ndinoziva kuti achamukazve pakumuka, pazuva remhedziso.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Marita akati, “Ndinoziva kuti achamukazve pakumuka kwezuva rokupedzisira.” See the chapter |