Johane 11:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Marita akati kuna Jesu, “Tenzi dai makanga muri pano hanzvadzi yangu ingadai isina kufa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Marta akati kunaJesu: Ishe, ɗai maiʋa pano, hanɀadzi yaŋgu iŋgaɗai isina‐kufa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Marita akati kuna Jesu, “Ishe, dai maiva pano, hanzvadzi yangu ingadai isina kufa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Marita akati kuna Jesu, “Tenzi dai makanga muri pano hanzvadzi yangu ingadai isina kufa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Marita akati kuna Jesu, “Tenzi dai makanga muri pano hanzvadzi yangu ingadai isina kufa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Marita akati kuna Jesu, “Ishe, dai maiva pano, hanzvadzi yangu ingadai isina kufa. See the chapter |