Johane 11:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Marita paakanzwa kuti Jesu avakusvika akaenda kundomuchingura Maria akagara mumba. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino Marta wakati acinzwa kuti Jesu woʋuya, akaenda kundomuciŋgamidza; asi Maria wakagara mumba. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Zvino Marita akati achinzwa kuti Jesu wouya, akaenda kundomuchingamidza; asi Maria akagara mumba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Marita paakanzwa kuti Jesu avakusvika akaenda kundomuchingura Maria akagara mumba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Marita paakanzwa kuti Jesu avakusvika akaenda kundomuchingura Maria akagara mumba. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Marita akati anzwa kuti Jesu auya, akabuda kundomuchingamidza, asi Maria akasara mumba. See the chapter |