Johane 11:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Jesu paakasvika akawana Razaro atova muguva kwamazuva mana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino Jesu wakati aciȿika, akamuwana atoʋa mubgiro mazuʋa manna. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Zvino Jesu akati achisvika, akamuwana atova mubwiro mazuva mana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Jesu paakasvika akawana Razaro atova muguva kwamazuva mana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Jesu paakasvika akawana Razaro atova muguva kwamazuva mana. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Jesu paakasvika akawana Razaro anguva ava muguva kwamazuva mana. See the chapter |