Johane 11:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Tomasi anonzi, Mapatya akati kuna vamwe vake, vadzidzi “Handeiwo tindofa naye.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ipapo Tomasi, wainzi Didimo, akati kunaʋamŋe ʋadzidzi: Hendei nesu ʋo, kuti tindofa naye. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Ipapo Tomasi, ainzi Dhidhimo, akati kuna vamwe vadzidzi, “Hendei nesuo, kuti tindofa naye.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Tomasi anonzi, Mapatya akati kuna vamwe vake, vadzidzi “Handeiwo tindofa naye.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Tomasi anonzi, Mapatya akati kuna vamwe vake, vadzidzi “Handeiwo tindofa naye.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ipapo Tomasi Dhidhimo akati kuvadzidzi vose, “Ngatiendei, kuti tinofawo naye.” See the chapter |