Johane 11:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Nokuda kwenyu ndinofara kuti ndakanga ndisiko kuti mudavire. Zvino ngatichiendai kwaari.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ndinofara nokuɗa kwenyu, kuti ndakaŋga ndisi’po, kuti mugotenda; asi ɀino hendei kwaari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Ndinofara nokuda kwenyu, kuti ndakanga ndisipo, kuti mugotenda; asi zvino hendei kwaari.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Nokuda kwenyu ndinofara kuti ndakanga ndisiko kuti mudavire. Zvino ngatichiendai kwaari.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Nokuda kwenyu ndinofara kuti ndakanga ndisiko kuti mudavire. Zvino ngatichiendai kwaari.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 uye nokuda kwenyu, ndinofara nokuti ndakanga ndisiko, kuitira kuti imi mugotenda. Asi ngatichiendai kwaari.” See the chapter |