Johane 11:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Asi munhu anofamba murima anoguhunwa nokuti maari hamuna mwenje.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Asi kana munhu acifamba ʋusiku, unogumburwa, nokuti hakuneciedza maari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Asi kana munhu achifamba usiku, anogumburwa, nokuti hakuna chiedza maari.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Asi munhu anofamba murima anoguhunwa nokuti maari hamuna mwenje.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Asi munhu anofamba murima anoguhunwa nokuti maari hamuna mwenje.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Anogumburwa paanenge achifamba usiku, nokuti haana chiedza.” See the chapter |