Johane 10:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vose vakanditangira dzaiva mbavha namakororo asi hwai hadzina kuvateerera. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋose ʋakanditaŋgira kuʋuya, imbava namakororo, asi makwai haana‐kuʋanzwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Vose vakanditangira kuuya, imbavha namakororo, asi makwai haana kuvanzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vose vakanditangira dzaiva mbavha namakororo asi hwai hadzina kuvateerera. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vose vakanditangira dzaiva mbavha namakororo asi hwai hadzina kuvateerera. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Vose vakanditangira vaiva mbavha namakororo, asi makwai haana kuvanzwa. See the chapter |