Johane 10:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Kana ndisiri kuita mabasa aBaba vangu regai zvenyu kunditenda. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Kana ndisiŋgaiti maɓasa aƂaɓa ʋaŋgu, regai kunditenda ini; See the chapterShona Bible 1949 revised 200237 Kana ndisingaiti mabasa ababa vangu, regai kunditenda ini; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Kana ndisiri kuita mabasa aBaba vangu regai zvenyu kunditenda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona37 Kana ndisiri kuita mabasa aBaba vangu regai zvenyu kunditenda. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Musanditenda kana ndisina kuita zvinoitwa naBaba vangu. See the chapter |