Johane 10:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Zvino munoti uyo akaitwa mutsvene naBaba, akatumwa pasi pano, uri kushonha Mwari nokuti ndati ndiri Mwanakomana waMwari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 imi moti seiko kunaiye wakaitwa mutȿene naƂaɓa, nokutumŋa panyika: Unomhura Mŋari, ɀandakati: Ndiri Mŋanakomana waMŋari? See the chapterShona Bible 1949 revised 200236 imi moti seiko kuna iye akaitwa mutsvene nababa, nokutumwa panyika, unomhura Mwari, zvandakati, ndiri Mwanakomana waMwari? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Zvino munoti uyo akaitwa mutsvene naBaba, akatumwa pasi pano, uri kushonha Mwari nokuti ndati ndiri Mwanakomana waMwari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona36 Zvino munoti uyo akaitwa mutsvene naBaba, akatumwa pasi pano, uri kushonha Mwari nokuti ndati ndiri Mwanakomana waMwari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 zvakadii kuno uyo akatsaurwa naBaba saiye wavo chaiye uye wavakatuma panyika? Seiko muchindipomera mhosva yokumhura, zvandati, ‘Ndiri Mwanakomana waMwari’? See the chapter |