Johane 10:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Kana akavati ndavanamwari vaya vakavingwa nezwi raMwari. Saka Magwaro Matsvene haapikiswi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ɀino kana akaʋaidza ʋamŋari, iʋo shoko raMŋari rakaȿika kwaʋari, (Rugwaro haruŋgaputswi); See the chapterShona Bible 1949 revised 200235 “Zvino kana akavaidza vamwari, ivo shoko raMwari rakasvika kwavari, (Rugwaro harungaputswi); See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Kana akavati ndavanamwari vaya vakavingwa nezwi raMwari. Saka Magwaro Matsvene haapikiswi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona35 Kana akavati ndavanamwari vaya vakavingwa nezwi raMwari. Saka Magwaro Matsvene haapikiswi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Kana akavaidza ‘vamwari,’ avo shoko raMwari rakasvika kwavari, uye Rugwaro harungaputswi, See the chapter |