Johane 10:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 VaJudha vakamupindura vachiti, “Hatisi kukutakira basa rakanaka asi kushonha Mwari nokuti iwe uri munhu kudai asi uri kuzviita Mwari.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 ƲaJuda ʋakamupindura, ʋakati: Hatikutakiri ɓasa rakanaka; asi nokuti wamhura Mŋari; ʋuye, nokuti iwe munhu, unoɀiita Mŋari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 VaJudha vakamupindura, vakati, “Hatikutakiri basa rakanaka; asi nokuti wamhura Mwari; uye, nokuti iwe munhu, unozviita Mwari.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 VaJudha vakamupindura vachiti, “Hatisi kukutakira basa rakanaka asi kushonha Mwari nokuti iwe uri munhu kudai asi uri kuzviita Mwari.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 VaJudha vakamupindura vachiti, “Hatisi kukutakira basa rakanaka asi kushonha Mwari nokuti iwe uri munhu kudai asi uri kuzviita Mwari.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Vakamupindura vachiti, “Hatisi kukutakira basa ripi zvaro ipapa, asi nokuda kwokumhura Mwari, nokuti iwe, munhuwo zvake, unozviti uri Mwari.” See the chapter |