Online Bible

- Advertisements -

Johane 10:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Saka vaJudha vakamuunganira vakamuti, “Unoda kuti timirire kusvikira riniko? Kana uriwe Mesia tiudze pachena.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ɀino ʋaJuda ʋakamukomba, ʋakati kwaari: Ucatiʋetsa kuȿikira riniko? Kana uri Kristu iwe, tiʋudze pacena.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Zvino vaJudha vakamukomba, vakati kwaari, “Uchatinetsa kusvikira ripiko? Kana uri Kristu iwe, tiudze pachena.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Saka vaJudha vakamuunganira vakamuti, “Unoda kuti timirire kusvikira riniko? Kana uriwe Mesia tiudze pachena.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Saka vaJudha vakamuunganira vakamuti, “Unoda kuti timirire kusvikira riniko? Kana uriwe Mesia tiudze pachena.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 VaJudha vakanga vakamukomba, vakati, “Ucharamba uchitinetsa kusvikira riniko? Kana uri Kristu, tiudze pachena.”

See the chapter Copy

Johane 10:24

Follow us:

Advertisements

Advertisements