Johane 10:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Pakabva pamuka nharo pakati pavaJudha pamusana pamazwi aya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ipapo kupesana kukamuka ɀe pakati paʋaJuda pamsoro pamashoko iwayo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Ipapo kupesana kukamukazve pakati pavaJudha pamusoro pamashoko iwayo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Pakabva pamuka nharo pakati pavaJudha pamusana pamazwi aya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Pakabva pamuka nharo pakati pavaJudha pamusana pamazwi aya. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Ipapo vaJudha vakapesanazve nokuda kwamashoko aya. See the chapter |