Online Bible

- Advertisements -

Johane 10:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Baba vanondida pamusana pokuti ndinoparadza upenyu hwangu kuti ndizougamuchirazve.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Saka Ƃaɓa ʋanondiɗa, nokuti ndinorasha ʋupenyu bgaŋgu, ndigobgutora ɀe.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

17 “Saka baba vanondida, nokuti ndinorasha upenyu hwangu, ndigohutorazve.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Baba vanondida pamusana pokuti ndinoparadza upenyu hwangu kuti ndizougamuchirazve.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Baba vanondida pamusana pokuti ndinoparadza upenyu hwangu kuti ndizougamuchirazve.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Chinoita kuti Baba vandide ndechokuti ndinorasira makwai angu upenyu hwangu, uye ndichahutorazve.

See the chapter Copy

Johane 10:17

Follow us:

Advertisements

Advertisements