Johane 10:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ini ndini mufudzi wakanaka ndinoziva hwai dzangu uye hwai dzangu dzinondizivawo See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ndini mufudzi wakanaka, ndinoziʋa makwai aŋgu, namakwai aŋgu anondiziʋa ini, See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Ndini mufudzi akanaka, ndinoziva makwai angu, namakwai angu anondiziva ini, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ini ndini mufudzi wakanaka ndinoziva hwai dzangu uye hwai dzangu dzinondizivawo See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ini ndini mufudzi wakanaka ndinoziva hwai dzangu uye hwai dzangu dzinondizivawo See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 “Ndini mufudzi wamakwai; ndinoziva makwai angu uye makwai angu anondiziva, See the chapter |