Online Bible

- Advertisements -




Johane 10:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Anotiza nokuti muronzerwi chete uye haana hanya nehwai.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 unotiza, ɀaari muranda; haanehanya namakwai.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

13 anotiza, zvaari muranda; haana hanya namakwai.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Anotiza nokuti muronzerwi chete uye haana hanya nehwai.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Anotiza nokuti muronzerwi chete uye haana hanya nehwai.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Munhu uyu anotiza nokuti mushandi zvake uye haana hanya namakwai.

See the chapter Copy




Johane 10:13

Follow us:

Advertisements


Advertisements