Johane 10:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Ini ndini mufudzi wakanaka mufudzi wakanaka anofira hwai dzake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ndini mufudzi wakanaka; mufudzi wakanaka unorashira makwai ake ʋupenyu bgake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 “Ndini mufudzi akanaka; mufudzi akanaka anorasira makwai ake upenyu hwake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Ini ndini mufudzi wakanaka mufudzi wakanaka anofira hwai dzake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Ini ndini mufudzi wakanaka mufudzi wakanaka anofira hwai dzake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 “Ndini mufudzi akanaka. Mufudzi akanaka anorasira makwai ake upenyu hwake. See the chapter |