Johane 1:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Natanieri akamupindura achiti, “Rabhi imi ndimi Mwanakomana waMwari, ndimi mambo weIsiraeri.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Natanaeri akamupindura, akati: Rabi, ndimi Mŋanakomana waMŋari, ndimi Ishe waIsraeri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200249 Nataneri akamupindura, akati, “Rabhi, ndimi Mwanakomana waMwari, ndimi Ishe waIsiraeri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Natanieri akamupindura achiti, “Rabhi imi ndimi Mwanakomana waMwari, ndimi mambo weIsiraeri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona49 Natanieri akamupindura achiti, “Rabhi imi ndimi Mwanakomana waMwari, ndimi mambo weIsiraeri.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Ipapo Natanieri akati, “Rabhi, ndimi Mwanakomana waMwari; ndimi Mambo weIsraeri.” See the chapter |