Johane 1:47 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Jesu akaona Natanieri achiuya kwaari akataura nezvake achiti, “Houno muIsiraeri chaiyeiye, asina unyengedzi maari.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Jesu akaʋona Natanaeri aciʋuya kwaari, akamuti: Tarirai, muIsraeri waɀokwaɗi, usinokunyeŋgera maari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200247 Jesu akaona Nataneri achiuya kwaari, akamuti, “Tarirai, muIsiraeri wechokwadi, asina kunyengera maari.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Jesu akaona Natanieri achiuya kwaari akataura nezvake achiti, “Houno muIsiraeri chaiyeiye, asina unyengedzi maari.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona47 Jesu akaona Natanieri achiuya kwaari akataura nezvake achiti, “Houno muIsiraeri chaiyeiye, asina unyengedzi maari.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 Jesu akati achiona Natanieri achiuya, akati kwaari, “Houno muIsraeri wechokwadi, asina kunyengera maari.” See the chapter |