Johane 1:46 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Natanieri akamuti, “Chiiwo chakanaka chingabve kuNazareti?” Firipi akati kwaari, “Uyaka uone.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Natanaeri akati kwaari: Kunecinhu cakanaka ciŋgabva Nazareta here? Firipo akati kwaari: Ʋuya, uʋone. See the chapterShona Bible 1949 revised 200246 Nataneri akati kwaari, “Kune chinhu chakanaka chingabva Nazareta here?” Firipi akati kwaari, “Uya, uone.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Natanieri akamuti, “Chiiwo chakanaka chingabve kuNazareti?” Firipi akati kwaari, “Uyaka uone.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona46 Natanieri akamuti, “Chiiwo chakanaka chingabve kuNazareti?” Firipi akati kwaari, “Uyaka uone.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Natanieri akati, “Nazareta! Pane chinhu chakanaka chingabva kuNazareta here?” Firipi akati, “Uya uone.” See the chapter |