Johane 1:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Akatanga kuwana Simoni akamuti, “Tawana Mesia zvinoreva kuti Kristu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Iye akataŋga kuwana Simoni, mukoma wake, akati kwaari: Tawana Mesiasi (ndokuti Kristu, kana ɀicishandurwa). See the chapterShona Bible 1949 revised 200241 Iye akatanga kuwana Simoni, mukoma wake, akati kwaari, “Tawana Mesiasi” (ndokuti, “Kristu, kana zvichishandurwa.”) See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Akatanga kuwana Simoni akamuti, “Tawana Mesia zvinoreva kuti Kristu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona41 Akatanga kuwana Simoni akamuti, “Tawana Mesia zvinoreva kuti Kristu.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Chinhu chokutanga chakaitwa naAndirea ndechokuti akatsvaka Simoni mukoma wake akati kwaari, “Tamuwana Mesiya” (ndiko kuti Kristu). See the chapter |