Johane 1:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Iye akati kwavari, “Uyai muzoona.” Vakauya vakaona paaigara vakagara naye zuva iroro, izvozvo yakanga iri awa yechigumi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Akati kwaʋari: Ʋuyai, muʋone. Ʋakaenda, ʋakandoʋona kwaaigara, ʋakagara naye zuʋa iro; yakaŋga iri ŋguʋa ineŋge yegumi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200239 Akati kwavari, “Uyai, muone.” Vakaenda, vakandoona kwaaigara, vakagara naye zuva iro; yakanga iri nguva inenge yegumi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Iye akati kwavari, “Uyai muzoona.” Vakauya vakaona paaigara vakagara naye zuva iroro, izvozvo yakanga iri awa yechigumi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona39 Iye akati kwavari, “Uyai muzoona.” Vakauya vakaona paaigara vakagara naye zuva iroro, izvozvo yakanga iri awa yechigumi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Akapindura akati, “Uyai muzokuona.” Saka vakaenda vakandoona paaigara, vakaswera naye kwezuva rimwe chete. Yakanga iri nguva inenge yegumi. See the chapter |