Johane 1:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 akatarisa Jesu achifamba akati, “Tarisai muone Hwayana yaMwari.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 akatarisisa Jesu acifamba, akati: Tarirai, Gwaiana raMŋari! See the chapterShona Bible 1949 revised 200236 akatarisisa Jesu achifamba, akati, “Tarirai, Hwayana yaMwari!” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 akatarisa Jesu achifamba akati, “Tarisai muone Hwayana yaMwari.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona36 akatarisa Jesu achifamba akati, “Tarisai muone Hwayana yaMwari.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Akati achiona Jesu achipfuura akati, “Tarirai, Gwayana raMwari!” See the chapter |