Johane 1:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Zvinhu zvose zvakaitwa nemaari; hapana chisikwa chisina kusikwa naiye. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀinhu ɀose ɀakaitwa naye; kunze kwake hakuna‐kuitwa kunyaŋge cinhu cimŋe cakaitwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Zvinhu zvose zvakaitwa naye; kunze kwake hakuna kuitwa kunyange chinhu chimwe chakaitwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Zvinhu zvose zvakaitwa nemaari; hapana chisikwa chisina kusikwa naiye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Zvinhu zvose zvakaitwa nemaari; hapana chisikwa chisina kusikwa naiye. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Zvinhu zvose zvakaitwa kubudikidza naye; kunze kwake hakuna kana chinhu chakaitwa pane izvo zvakaitwa. See the chapter |