Johane 1:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Uhu ndihwo uchapupu hwaJohani, vaJudha pavakatuma vapristi navaRevhi kwaari vachibva kuJerusaremu kundomubvunza kuti: “Ndiwe ani?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Uku ndiko kupupura kwaJohane, musi ʋaJuda ʋakatumira kwaari ʋaprista naʋaRevi, ʋacibva Jerusarema, kundomubvunza, kuti: Iwe ndiwe aniko? See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Uku ndiko kupupura kwaJohani, musi vaJudha vakatumira kwaari vapristi navaRevhi, vachibva Jerusaremu, kundomubvunza, kuti, “Iwe ndiwe aniko?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Uhu ndihwo uchapupu hwaJohani, vaJudha pavakatuma vapristi navaRevhi kwaari vachibva kuJerusaremu kundomubvunza kuti: “Ndiwe ani?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Uhu ndihwo uchapupu hwaJohani, vaJudha pavakatuma vapristi navaRevhi kwaari vachibva kuJerusaremu kundomubvunza kuti: “Ndiwe ani?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Zvino uku ndiko kwaiva kupupura kwaJohani vaJudha veJerusarema pavakatuma vaprista navaRevhi kuti vanomubvunza kuti iye aimbova ani. See the chapter |