Johane 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Hakuna akamboona Mwari asi Mwanakomana mumwechete waMwari iye wapamwoyo paBaba ndiye akaita kuti vazivikanwe kuvanhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Hakunomunhu wakatoŋgoʋona Mŋari; Mŋari wakaɓerekwa ari mumŋe woga, uri pacifuʋa caƂaɓa, ndiye wakamuziʋisa isu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Hakuna munhu akatongoona Mwari; mwanakomana akabereka ari mumwe oga, ari pachifuva chababa, ndiye akamuzivisa isu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Hakuna akamboona Mwari asi Mwanakomana mumwechete waMwari iye wapamwoyo paBaba ndiye akaita kuti vazivikanwe kuvanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Hakuna akamboona Mwari asi Mwanakomana mumwechete waMwari iye wapamwoyo paBaba ndiye akaita kuti vazivikanwe kuvanhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Hakuna akamboona Mwari, asi Mwanakomana Iye Mumwe Oga, ari pachipfuva chaBaba, akaita kuti azivikanwe. See the chapter |