Johane 1:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 vasina kuberekwa nokuda kwoukama hweropa kana kuti nezvinodiwa nenyama. Kana nechido chomurume asi nokuda kwaMwari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 aʋo ʋasina‐kuɓerekwa neropa, kana nokuɗa kwenyama, kana nokuɗa kwomurume, asi naMŋari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 avo vasina kuberekwa neropa, kana nokuda kwenyama, kana nokuda kwomurume, asi naMwari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 vasina kuberekwa nokuda kwoukama hweropa kana kuti nezvinodiwa nenyama. Kana nechido chomurume asi nokuda kwaMwari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 vasina kuberekwa nokuda kwoukama hweropa kana kuti nezvinodiwa nenyama. Kana nechido chomurume asi nokuda kwaMwari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 vana vasina kuberekwa neropa kana nokufunga kwomunhu kana nokuda kwomurume, asi vakaberekwa naMwari. See the chapter |