Johane 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 10 Iye akava pasi pano uye pasi pakasikwa nemaari asi pasi hapana kumuziva. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Wakaŋga ari panyika, asi nyika haina‐kumuziʋa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Akanga ari panyika, asi nyika haina kumuziva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 10 Iye akava pasi pano uye pasi pakasikwa nemaari asi pasi hapana kumuziva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 10 Iye akava pasi pano uye pasi pakasikwa nemaari asi pasi hapana kumuziva. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Akanga ari munyika, uye kunyange nyika yakaitwa kubudikidza naye, nyika haina kumuziva. See the chapter |