Joere 3:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi nyika yokwaJudha ichagara vanhu nokusingaperi Jerusaremuwo ichagarwa pazvizvarwa zvose zvazvo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Asi Juda ʋacaʋa’po nokusiŋgaperi, ʋuye Jerusarema kuȿikira kumarudzi namarudzi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Asi Judha vachavapo nokusingaperi, uye Jerusaremu kusvikira kumarudzi namarudzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi nyika yokwaJudha ichagara vanhu nokusingaperi Jerusaremuwo ichagarwa pazvizvarwa zvose zvazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Asi nyika yokwaJudha ichagara vanhu nokusingaperi Jerusaremuwo ichagarwa pazvizvarwa zvose zvazvo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 MuJudha muchagara vanhu nokusingaperi, uye nomuJerusarema kusvikira kuzvizvarwa zvose. See the chapter |