Joere 3:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 ndichakokorodza ndudzi dzose dzavanhu ndidzidzikise kubani reJehoshafati ndigovagadza dare ikoko ndichiitira vanhu vangu, ivo nhaka yangu, Isiraeri, nokuti vakavamwararisa mukati memarudzi uye vakaganhura-ganhura zvavo nyika yangu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 ndicaʋuŋganidza marudzi ose aʋanhu, nokuaɓurusira kumupata waJehoshafati; ndicaʋatoŋga’po pamsoro paʋanhu ʋaŋgu napamsoro penhaka yaŋgu Israeri, ʋakaparadzirwa naʋo pakati pamarudzi aʋanhu; ʋakagoʋana nyika yaŋgu, See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 ndichaunganidza marudzi ose avanhu, nokuaburusira kumupata waJehoshafati; ndichavatongapo pamusoro pavanhu vangu napamusoro penhaka yangu Isiraeri, vakaparadzirwa navo pakati pamarudzi avanhu; vakagovana nyika yangu, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 ndichakokorodza ndudzi dzose dzavanhu ndidzidzikise kubani reJehoshafati ndigovagadza dare ikoko ndichiitira vanhu vangu, ivo nhaka yangu, Isiraeri, nokuti vakavamwararisa mukati memarudzi uye vakaganhura-ganhura zvavo nyika yangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 ndichakokorodza ndudzi dzose dzavanhu ndidzidzikise kubani reJehoshafati ndigovagadza dare ikoko ndichiitira vanhu vangu, ivo nhaka yangu, Isiraeri, nokuti vakavamwararisa mukati memarudzi uye vakaganhura-ganhura zvavo nyika yangu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 ndichaunganidza ndudzi dzose ndigoenda nadzo kuMupata waJehoshafati. Ipapo ndichavatonga nokuda kwenhaka yangu, vanhu vangu vaIsraeri, nokuti vakaparadzira vanhu vangu pakati pendudzi, uye vakagovana nyika yangu. See the chapter |