Joere 2:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Imi mhuka dzesango regai henyu kutya nokuti mafuro okurenje asvibirira ruswiswi, miti inobereka michero yayo muonde nomugirepisi, yanyatsobereka michero yakakwana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Regai kutya, imi mhuka dzesaŋgo; nokuti mafuro erenje anoɓukira, nokuti miti inoɓereka ɀiɓereko ɀayo, miʋonde nemizambiriŋga ɀinoʋigira ʋanhu simba raɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Regai kutya, imi mhuka dzesango; nokuti mafuro erenje anobukira, nokuti miti inobereka zvibereko zvayo, mionde nemizambiringa zvinovigira vanhu simba razvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Imi mhuka dzesango regai henyu kutya nokuti mafuro okurenje asvibirira ruswiswi, miti inobereka michero yayo muonde nomugirepisi, yanyatsobereka michero yakakwana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Imi mhuka dzesango regai henyu kutya nokuti mafuro okurenje asvibirira ruswiswi, miti inobereka michero yayo muonde nomugirepisi, yanyatsobereka michero yakakwana. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Musatya, imi mhuka dzesango, nokuti mafuro ava kusvibira. Miti yava kubereka michero yayo; mionde nemizambiringa zvichabereka kwazvo. See the chapter |