Online Bible

- Advertisements -

Joere 2:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 “Iwe nyika rega zvako kutya! Fara upembere nokuti TENZI akaita zvinhu zvikuru!

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Rega hako kutya, iwe nyika, fara ufarisise; nokuti Jehova wakaita ɀinhu ɀikuru.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Rega hako kutya, iwe nyika, fara ufarisise; nokuti Jehovha akaita zvinhu zvikuru.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 “Iwe nyika rega zvako kutya! Fara upembere nokuti TENZI akaita zvinhu zvikuru!

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 “Iwe nyika rega zvako kutya! Fara upembere nokuti TENZI akaita zvinhu zvikuru!

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Usatya iwe nyika; fara zvako upembere. Zvirokwazvo Jehovha aita zvinhu zvikuru.

See the chapter Copy

Joere 2:21

Follow us:

Advertisements

Advertisements