Joere 2:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 TENZI akapindura vanhu vake achiti, “Chinzwai, ndava kukutumirai mbesanwa newaini namafuta eorivhi zvokuti muchaguta uye handichazombokuitazve kuti muve chiseko chenyika pakati pamarudzi avanhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Jehova akapindura, akati kuʋanhu ʋake: Tarirai, ndicakutumirai ɀiyo, newaini itȿa, namafuta, mugoguta naɀo; handicakuitiyi cinhu cinoshoʋorwa pakati pamarudzi; See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Jehovha akapindura, akati kuvanhu vake, “Tarirai, ndichakutumirai zviyo, newaini itsva, namafuta, mugoguta nazvo; handichakuitiyi chinhu chinoshoorwa pakati pamarudzi; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 TENZI akapindura vanhu vake achiti, “Chinzwai, ndava kukutumirai mbesanwa newaini namafuta eorivhi zvokuti muchaguta uye handichazombokuitazve kuti muve chiseko chenyika pakati pamarudzi avanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 TENZI akapindura vanhu vake achiti, “Chinzwai, ndava kukutumirai mbesanwa newaini namafuta eorivhi zvokuti muchaguta uye handichazombokuitazve kuti muve chiseko chenyika pakati pamarudzi avanhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Jehovha achavapindura achiti, “Ndava kukutumirai zviyo, waini itsva namafuta, zvakawanda zvokuti muchaguta kwazvo, handichazokuitai zvakare chiseko chendudzi. See the chapter |