Joere 1:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 kuti zvakasiiwa nomuteteni, vana vemhashu, zvadyiwawo nehwiza dzegwatakwata; uye zvakasiyiwamo zvasiyiwawo nemhashu dzegute, zvadyiwawo nehwiza dzegwatakwata; uye zvakasiyiwa nehwiza dzegwatakwata zvadyiwa nemhashu dzinorozva. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀakasiyiwa nomuteteni, ɀakadyiwa nemhashu; ɀakasiyiwa nemhashu, ɀakadyiwa negwatakwata; ɀakasiyiwa negwatakwata, ɀakadyiwa nomupedzacose. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Zvakasiyiwa nomuteteni, zvakadyiwa nemhashu; zvakasiyiwa nemhashu, zvakadyiwa negwatakwata; zvakasiyiwa negwatakwata, zvakadyiwa nomupedzachose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 kuti zvakasiiwa nomuteteni, vana vemhashu, zvadyiwawo nehwiza dzegwatakwata; uye zvakasiyiwamo zvasiyiwawo nemhashu dzegute, zvadyiwawo nehwiza dzegwatakwata; uye zvakasiyiwa nehwiza dzegwatakwata zvadyiwa nemhashu dzinorozva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 kuti zvakasiiwa nomuteteni, vana vemhashu, zvadyiwawo nehwiza dzegwatakwata; uye zvakasiyiwamo zvasiyiwawo nemhashu dzegute, zvadyiwawo nehwiza dzegwatakwata; uye zvakasiyiwa nehwiza dzegwatakwata zvadyiwa nemhashu dzinorozva. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Zvakasiyiwa nefararira remhashu zvakadyiwa nemhashu dzemagutaguta; zvakasiyiwa nemhashu dzemagutaguta zvakadyiwa negwatagwata; zvakasiyiwa negwatagwata zvakadyiwa nedzimwewo mhashu. See the chapter |