Joere 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Minda yaparara, ivhu riri kuchema nokuti mbesanwa dzaparadzwa. Waini yavakupera mafuta eorivhi avakupwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Munda waparadzwa, nyika inocema; nokuti ɀiyo ɀaparadzwa, waini itȿa yapxa, mafuta apera. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Munda waparadzwa, nyika inochema; nokuti zviyo zvaparadzwa, waini itsva yapwa, mafuta apera. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Minda yaparara, ivhu riri kuchema nokuti mbesanwa dzaparadzwa. Waini yavakupera mafuta eorivhi avakupwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Minda yaparara, ivhu riri kuchema nokuti mbesanwa dzaparadzwa. Waini yavakupera mafuta eorivhi avakupwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Minda yaparadzwa, pasi paoma; zviyo zvaparadzwa, waini itsva yapera, mafuta hakuchina. See the chapter |