Jakobo 4:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Suwai muungudze mucheme. Kuseka kwenyu ngakusanduke kuve kuungudza; kufara kwenyu kuve kusuruvara. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Shuwai, muceme, murire; kuseka kwenyu ŋgakushandurwe kuʋe kucema, nokufara kwenyu dziʋe shuŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Shuwai mucheme, murire; kuseka kwenyu ngakushandurwe kuve kuchema, nokufara kwenyu dzive shungu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Suwai muungudze mucheme. Kuseka kwenyu ngakusanduke kuve kuungudza; kufara kwenyu kuve kusuruvara. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Suwai muungudze mucheme. Kuseka kwenyu ngakusanduke kuve kuungudza; kufara kwenyu kuve kusuruvara. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Chemai, murire uye muungudze. Shandurai kuseka kwenyu kuve kuchema uye mufaro wenyu uve kusuwa. See the chapter |