Jakobo 4:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Kana kuti munofunga here kuti Magwaro Matsvene anotaura pasina paanoti, “Mwari anorwadziwa mumwoyo neshanje pamusoro paMweya waakati agare matiri See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Munofuŋga kuti Rugwaro runotaura pasina here, ruciti: Mŋeya, waakagarisa mukati meɗu unotishuʋa negoɗo? See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Munofunga kuti Rugwaro runotaura pasina here, ruchiti, “Mweya, waakagarisa mukati medu anotishuva negodo?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Kana kuti munofunga here kuti Magwaro Matsvene anotaura pasina paanoti, “Mwari anorwadziwa mumwoyo neshanje pamusoro paMweya waakati agare matiri See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Kana kuti munofunga here kuti Magwaro Matsvene anotaura pasina paanoti, “Mwari anorwadziwa mumwoyo neshanje pamusoro paMweya waakati agare matiri See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Munofunga kuti Rugwaro runotaura pasina here kuti mweya waakaita kuti ugare matiri unotishuva negodo guru? See the chapter |