Online Bible

- Advertisements -

Jakobo 3:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Tinorumbidza narwo Tenzi naBaba uye narwo tinorengerera vanhu rushambwa, vanhu vakasikwa vakafanana naMwari.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Narwo tinorumbidza Ishe Ƃaɓa; narwo tinotuka ʋanhu, ʋakaitwa nomufananidzo waMŋari;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Narwo tinorumbidza Ishe Baba; narwo tinotuka vanhu, vakaitwa nomufananidzo waMwari;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Tinorumbidza narwo Tenzi naBaba uye narwo tinorengerera vanhu rushambwa, vanhu vakasikwa vakafanana naMwari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Tinorumbidza narwo Tenzi naBaba uye narwo tinorengerera vanhu rushambwa, vanhu vakasikwa vakafanana naMwari.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Narwo tinorumbidza Ishe wedu naBaba vedu, uye narwo tinotuka vanhu, vakaitwa nomufananidzo waMwari.

See the chapter Copy

Jakobo 3:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements