Jakobo 3:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Asi hapana munhu anogona kupingudza rurimi, rwakaipa uye haruna parwo uyezve rune chepfu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 asi hakunomunhu uŋgapiŋgudza rurimi; ndico cinhu cakaipa cinoshanduka‐shanduka, cizere nomuti unoʋuraya. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 asi hakuna munhu angapingudza rurimi; ndicho chinhu chakaipa chinoshanduka-shanduka, chizere nomuti unouraya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Asi hapana munhu anogona kupingudza rurimi, rwakaipa uye haruna parwo uyezve rune chepfu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Asi hapana munhu anogona kupingudza rurimi, rwakaipa uye haruna parwo uyezve rune chepfu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 asi hakuna munhu anogona kupingudza rurimi. Ndirwo chinhu chakaipa chisingazorori, chizere nomuchetura unouraya. See the chapter |