Online Bible

- Advertisements -

Jakobo 3:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Nokuti tose tinokanganisa kakawanda. Kana munhu asinganganisi mune zvaanotaura, munhu iyeyo, munhu akakwana anogona kuita kuti muviri wake wose umuteerere.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Nokuti tinogumburwa tose paɀinhu ɀizhinji. Kana munhu asiŋgagumburwi pakutaura, iye munhu wakakwana, unogona kudzora muʋiri wose ʋo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Nokuti tinogumburwa tose muzvinhu zvizhinji. Kana munhu asingagumburwi mukutaura, iye munhu akakwana, anogona kudzora muviri wosewo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Nokuti tose tinokanganisa kakawanda. Kana munhu asinganganisi mune zvaanotaura, munhu iyeyo, munhu akakwana anogona kuita kuti muviri wake wose umuteerere.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Nokuti tose tinokanganisa kakawanda. Kana munhu asinganganisi mune zvaanotaura, munhu iyeyo, munhu akakwana anogona kuita kuti muviri wake wose umuteerere.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Tose tinogumbuswa munzira dzakawanda. Kana pano munhu asingatongokanganisi pakutaura kwake, iye munhu akakwana, anogona kudzora muviri wake wose.

See the chapter Copy

Jakobo 3:2

Follow us:

Advertisements

Advertisements