Jakobo 2:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Nokuti ndizvo zvakaita muviri, kana usina mweya wakafa; saizvozvowo chitendero chisina mabasa chakafa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Nokuti somuʋiri usinomŋeya wakafa, saiɀoɀo kutenda kusinamaɓasa kwakafa ʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 Nokuti somuviri usina mweya wakafa, saizvozvo kutenda kusina mabasa kwakafawo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Nokuti ndizvo zvakaita muviri, kana usina mweya wakafa; saizvozvowo chitendero chisina mabasa chakafa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Nokuti ndizvo zvakaita muviri, kana usina mweya wakafa; saizvozvowo chitendero chisina mabasa chakafa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Sezvo muviri usina mweya wakafa, saizvozvo kutenda kusina mabasa kwakafa. See the chapter |