Jakobo 2:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Unozviona kuti chitendero chavo namabasa avo zvaishanda pamwechete, chitendero chakazadzikiswa namabasa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Unoʋona kuti kutenda kwake kwakaɓata pamŋe cete namaɓasa ake, ʋuye kuti kutenda kwake kwakakwaniswa namaɓasa; See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Unoona kuti kutenda kwake kwakabata pamwechete namabasa ake, uye kuti kutenda kwake kwakakwaniswa namabasa; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Unozviona kuti chitendero chavo namabasa avo zvaishanda pamwechete, chitendero chakazadzikiswa namabasa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Unozviona kuti chitendero chavo namabasa avo zvaishanda pamwechete, chitendero chakazadzikiswa namabasa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Unoona kuti kutenda kwake uye namabasa ake zvaibata pamwe chete, uye kutenda kwake kukazadziswa nezvaakaita. See the chapter |