Jakobo 2:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Nhaiwe benzi romunhu, unoda here kuziva kuti chitendero chisina mabasa hachina muchero? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino iwe munhu woʋupenzi, unoɗa kuziʋa here kuti kutenda kusinamaɓasa kwakafa? See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Zvino iwe munhu woupenzi, unoda kuziva here kuti kutenda kusina mabasa kwakafa? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Nhaiwe benzi romunhu, unoda here kuziva kuti chitendero chisina mabasa hachina muchero? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Nhaiwe benzi romunhu, unoda here kuziva kuti chitendero chisina mabasa hachina muchero? See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Iwe benzi, unoda kuona kuti kutenda kusina mabasa hakuna maturo here? See the chapter |