Jakobo 2:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ngatitii munhu ane mhete dzendarama, akapfeka hanzu dzakanakisisa anouya pasangano penyu. Munhu murombo akapfeka marengenya ouyawo See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Nokuti kana musinagoge renyu mukapinda munhu unemhete yendarama, akapfeka ŋguʋo dzakanaka, mukapinda ʋo murombo, wakapfeka ŋguʋo dzakaipa; See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Nokuti kana musinagoge renyu mukapinda munhu ane mhete yendarama, akapfeka nguo dzakanaka, mukapindawo murombo, akapfeka nguo dzakaipa; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ngatitii munhu ane mhete dzendarama, akapfeka hanzu dzakanakisisa anouya pasangano penyu. Munhu murombo akapfeka marengenya ouyawo See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Ngatitii munhu ane mhete dzendarama, akapfeka hanzu dzakanakisisa anouya pasangano penyu. Munhu murombo akapfeka marengenya ouyawo See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Kana mumwe munhu akauya akapinda mumusangano wenyu akapfeka mhete yegoridhe nenguo dzakaisvonaka, uye murombo akapfeka mamvemve akapindawo, See the chapter |