Jakobo 2:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ngatitii hamarume kana hamakadzi haina chokupfeka isina chokudya chamazuva ose, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Kana kunehama, murume kana mukadzi, asina‐ɀokufuka, unoshaiwa ɀokudya zuʋa rimŋe nerimŋe, See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Kana kune hama, murume kana mukadzi, asina zvokufuka, anoshayiwa zvokudya zuva rimwe nerimwe, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ngatitii hamarume kana hamakadzi haina chokupfeka isina chokudya chamazuva ose, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Ngatitii hamarume kana hamakadzi haina chokupfeka isina chokudya chamazuva ose, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Kana hama kana hanzvadzi ikashayiwa zvokufuka nezvokudya zvezuva rimwe nerimwe, See the chapter |