Isaya 8:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nokuti mwana iyeyo asati ava kugona kuti baba wangu kana kuti amai vangu, upfumi hweDhamasikusi nezvakapambwa neveSamaria zvichatorwa namambo weAsiria zvoendwa nazvo.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti mŋana asati aziʋa kuti, Ƃaɓa ʋaŋgu, kana Mai ʋaŋgu, fuma yeDamasko neɀakapambga ɀeSamaria ɀicaiswa pamberi pamambo weAsiria. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Nokuti mwana asati aziva kuti, baba vangu, kana mai vangu, pfuma yeDhamasiko nezvakapambwa zveSamaria zvichaiswa pamberi pamambo waAsiria.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nokuti mwana iyeyo asati ava kugona kuti baba wangu kana kuti amai vangu, upfumi hweDhamasikusi nezvakapambwa neveSamaria zvichatorwa namambo weAsiria zvoendwa nazvo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Nokuti mwana iyeyo asati ava kugona kuti baba wangu kana kuti amai vangu, upfumi hweDhamasikusi nezvakapambwa neveSamaria zvichatorwa namambo weAsiria zvoendwa nazvo.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 nokuti mwana asati aziva kuti, ‘Baba vangu’ kana kuti, ‘Mai vangu,’ pfuma yeDhamasiko nezvakapambwa zveSamaria zvichatakurwa namambo weAsiria.” See the chapter |