Isaya 8:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ini ndakazopinda mumba namai muporofita mudzimai wangu vakabva vava napamuviri ndokubereka mwana mukomana. Tenzi ndokuti, “Mutumidze zita rokuti, ‘Nyachimbichimbikupambamandikurumudzekutapa.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ipapo ndakaenda kumuprofitakadzi, iye akatora mimba, akaɓereka mŋanakomana. Ɀino Jehova akati kwandiri: Mutumidze zita rokuti: Cimbidzikai kutapa, ɀakapambga ɀokurumidza. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Ipapo ndakaenda kumuporofitakadzi, iye akatora pamuviri, akabereka mwanakomana. Zvino Jehovha akati kwandiri, “Mutumidze zita rokuti, ‘Chimbidzikai kutapa, zvakapambwa zvokurumidza.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ini ndakazopinda mumba namai muporofita mudzimai wangu vakabva vava napamuviri ndokubereka mwana mukomana. Tenzi ndokuti, “Mutumidze zita rokuti, ‘Nyachimbichimbikupambamandikurumudzekutapa.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ini ndakazopinda mumba namai muporofita mudzimai wangu vakabva vava napamuviri ndokubereka mwana mukomana. Tenzi ndokuti, “Mutumidze zita rokuti, ‘Nyachimbichimbikupambamandikurumudzekutapa.’ See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Ipapo ndakaenda kumuprofitakadzi, akatora pamuviri akabereka mwanakomana. Zvino Jehovha akati kwandiri, “Mutumidze kuti Maheri-Sharari-Hashi-Bhazi; See the chapter |