Isaya 8:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ndakatora vanhu vakavimbika vokundipupurira vanoti: mupristi Uriya naZekariya mwanakomana waJebherekiya kuti vazondipupurira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ndicatora ɀapupu ɀakatendeka, ɀinoti: Uria muprista, naZekaria mŋanakomana waJeberekia. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Ndichatora zvapupu zvakatendeka, zvinoti: Uriya mupristi, naZekariya mwanakomana waJebherekia. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ndakatora vanhu vakavimbika vokundipupurira vanoti: mupristi Uriya naZekariya mwanakomana waJebherekiya kuti vazondipupurira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Ndakatora vanhu vakavimbika vokundipupurira vanoti: mupristi Uriya naZekariya mwanakomana waJebherekiya kuti vazondipupurira. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Ndichadana Uriya muprista naZekaria mwanakomana waJebherekia sezvapupu zvakatendeka kwandiri.” See the chapter |